Mai Tembo's Diaries
*"A journey of faith, wisdom, and everyday inspiration. Encouraging hearts. Living with purpose."*
Sharing God’s Word, real-life experiences, motivation, and love — one story at a time."*
*"Empowering women.
07/16/2026
Pane imwe chechi yaive nemukadzi ainzi Mai Rudo. Vaigara vachisvika kuchechi mangwanani-ngwanani vachitsvaira, kuronga zvigaro nekuchenesa imba yaMwari. Vaiita basa iri vakanyarara, vasingatsvage kurumbidzwa.
Rimwe zuva kwakauya murume mutsva aida kuratidza kuti anogona kuita zvinhu zvikuru. Akatanga kushora Mai Rudo achiti:
> "Kungotsvaira chete ndizvo zvamunogona here? Ini ndinoda kuparidza, kuimba pamberi, nekuita mabasa anoonekwa."
Mufundisi haana kupindura. Svondo rakatevera akapa murume uya mutsvairo mutsva akati:
> "Usati wamira pamberi pevanhu, tanga waratidza kuti wakatendeka pazvinhu zvidiki."
Murume uya akatanga kutsvaira, asi akakurumidza kuneta uye akasiya basa risina kupera. Mai Rudo vakazopedzisa basa iri vasina kunyunyuta.
Mufundisi akabva ati kuungano:
> "Mwari haatarisi kukura kwebasa raunenge uchiita. Anotarisa kutendeka kwemoyo wako. Anotendeka pazvidiki ndiye anogona kupihwa zvikuru."
Kubva ipapo, murume uya akadzidza kuzvininipisa uye akatanga kushandira Mwari nemoyo wese, kwete kuti aonekwe nevanhu.
Chidzidzo:
Usazvidza mabasa madiki muimba yaMwari. Kutendeka pazvidiki kunovhura mikova yemabasa makuru.
Ndima dzinotsigira:
Ruka 16:10 – "Anotendeka pazviduku anotendekawo pazvizhinji."
VaKorose 3:23 – "Zvose zvamunoita, zviitei nomoyo wose, sokunaShe."
Mateo 23:11 – "Mukuru pakati penyu ngaave muranda wenyu."
07/16/2026
Good morning
01/13/2026
Never react. Stay calm. Be in control
01/05/2026
Don’t forget about the people who saw your potential when everyone else counted you out
01/01/2026
financially stable & healthy in 2026
01/01/2026
Hello 2026!
You know exactly what we want… give us exactly that and more
12/25/2025
Wishing everyone a joyous Christmas filled with peace, compassion and hope. May the teachings of Jesus Christ strengthen harmony in our society
MAY GOD OPEN DOORS FOR EACH AND EVERYONE
MAY HE MAKE A WAY
MAY HE PROVIDE ALL OUR NEEDS
MAY HE BLESS US 🌸🩷
*Three things l learned* *this year 😔:*
1. nothing lasts forever
2. People come and go
3. Love is just a word
Click here to claim your Sponsored Listing.
Category
Website
Address
34476
