Sekuru Nzou back Up

Sekuru Nzou back Up

Share

Hie guys tiripano kubatsirana zviri kuitika mukurarama pasina kushorana kana kutukana.

04/08/2026

Kufara mahara

24/07/2026

S.A nyika isina mutemo 😭

10/07/2026

Matsotsi aya😭😭

23/05/2026

Durban kuri kubvira zvekudaro 😭😭

22/05/2026

Hoza friday tombomira zve maforeigner eku Durban enjoy guys😅🤣

20/05/2026

Ende futi

Vazukuru vangu munarara ma phone makaisa kure momuka maku trenda iwe or iwe murume rara wakaisa muhomwe

30/04/2026

Ma step mother itai rudo mudzimba umu 😭

Sekuru makadii nhai muedzo rudzii wakadai.Ndakaroorwa ne murume ane mwana wake mukomana ane 13yrs anonditira mashura.Kettle iyi ndakaitenga ku Hustle hobby nezuro ndirikubva kubasa ndoona yabikirwa mazai.Ndarwadziwa sekuru apa aputikira mukati hwema wacho haupere.Ndakuudza murume akutoti i no haudi mwana wangu kana zvanetsa buda uende.Atora fone akanditumira wicode yemukuru nditenge imwe kettle ndobvisa mapoto ese mumba akunotenga mamwe angu ndorogedza.Apa akutora mari ye stand yatanga ta saver ndoita sei sekuru nemwana uyu #

Want your business to be the top-listed Beauty Salon in Cape Town?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Category

Address

Usasaza Street
Cape Town
7441