madue's Diaries

madue's Diaries

Share

Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from madue's Diaries, Durban.

01/09/2026

01/09/2026

Capetown ayiva ma1

31/08/2026

Asi ketty haanete nhaymi

31/08/2026

Kuri kufarwa ndati ...zvodadisa izvi

31/08/2026

Kana totaura zvevarume Shumba havashake thank you shushu nekumira naMura

31/08/2026

Hanzi gogo ndivo vakazosimbisa madhiri vaona chakanaka pane mkwasha wedu.Ukaona uchirwadziwa nezvakadai chokwadi unoroya chaiko izvi zvinofadza ndati I'm happy for you mai tt and fifi wadadisa mwana wedu

31/08/2026

Hama dzekwababa vafifi vaiveko kumaroora wakagona Mura. Kuti vatambire mari yemwana wavo asi kuzovapa 20us iyo kunopa baba vafifi dai isina kuvapa mari wakangovapa rofu rechingwa munhu ngadzidze kuita responsible pavana vako

31/08/2026

Yah wakagona mura kuvadeedza vazvionere pamhuno sefodya

31/08/2026

Zvakaoma chokwadi kufarira zero zvavo

Want your business to be the top-listed Beauty Salon in Durban?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Telephone

Website

Address

Durban