Mai Taa

Mai Taa

Share

content creator
dancer
funny comedy
couple content

12/06/2026

Good morning

Photos from Mai Taa's post 22/04/2026

With TopFans – I just got recognized as one of their top fans! 🎉

22/04/2026

Zviri nomal here mwana kudya mavhu kudai




゚

21/04/2026

Plz Tete hide vamwene vangu vanoti vakatenga mitsvairo vanourarisa mumvura husiku hweze vozoutsvairisa mangwana acho haisi hurombwa here

21/04/2026

Chii chirikuita hazvishuri here

21/04/2026

Hanzi handidzoseri kkkkk

17/04/2026

🤣🤣🤣🤣🤣🤣





゚

16/04/2026

l bake chimodho for my beautiful wife🥹🥹 munondipa ma pecen5 mangani






゚

16/04/2026

Plz Tete hide ndaigara kujoza hangu ndichiita basa rekutengesa ma mopu nema brumu. izvozvi ndakuzimbabwe ndakauya last week . Pamba pandiri ku lodger varikunditi unofanirwa kuita juti reku tsvaira yard neku cleaner mu toilet 🚽 🪠 uchiisa mo cobra . Aaa veduwe hakusi kunetsa here kujoza kwandaive hatuzivi zvema juti isu . Ndavaudza kuti handikwanisi vakati ibvai pamba pangu suwa munhu kuda kundidzingira izvozvi

16/04/2026

Plz ndibatsireiwo ndaonawo number ma message e girl friend remurume wangu ndodii ndorifonera here ndichirituka or ndobvunza murume wangu kuti unozviitirei or ndoenda kumba kwaro ndonomurova nekuti munhu wekuziva ndatopererwawo ndodii se wifi material 😠😠😠😠😠

Want your business to be the top-listed Beauty Salon in Pretoria?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Category

Telephone

Website

Address

1141 BlockD Hammanskraal
Pretoria
0400

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Mai Taa posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Subscribe

We will notify you when anything happens in Pretoria.