Slender gee

Slender gee

Share

content creater

06/08/2026

Kana uripabasa usangoshanda wakaisa muromo mumhino basa racho rinotokurwadza worst nekuda kwekutsamwa

05/08/2026

Varume varirough henyu kana mazogara

05/08/2026

Titori vanhu vanerudo but runopedzwa nehutsinye hwamunotiira

05/08/2026

Yes ndozvandafunga izvi zvekudzokera kuchikoro not zvemarriage 🤣

21/03/2026

Kana zvakaramba 2025 ita kuti hazvirambi gore rino pamberi nekunamata hama dzangu

13/03/2026

Kana wapa munhu nemoyo wese chirega kuzokonorera munhu nekuti wamupa and rega kuvharirawo vamwe vanoda kubatsira uchitaura nonsense

12/03/2026

Rate my short hair hw do I look

27/02/2026

Kana wangomuka urimutano ingowawonguva yekutenda mwari mamuka sei henyu

26/02/2026

Makambozviona here kuti ukakumbira help kuma family's unogona kuishaya nekuda kwekuti vanofunga kuti vakakubatsira wakunoita zvinozovadarika muupenyu

26/02/2026

Huyai kubreakfast guys

Want your business to be the top-listed Beauty Salon in Pretoria?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Telephone

Website

Address

Pretoria

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Slender gee posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Subscribe

We will notify you when anything happens in Pretoria.