Kudzie The Comedian

Kudzie The Comedian

Share

Home of Content Creation🇿🇼
Vlogs 📷
Video Editing 📹

15/10/2026

Pama zuva mashoma asara iwaya munhu zvechengetere mari yako yekudya pa Christmas ini zvekunzi murungu handizvide 🙌👏

06/10/2026

Mwana pchema muri mu combi wonzwa mai vacho vachiti kwauri ,"sekuru murumei uyu ".🤣🤣🤣🤣

In short vari kuti wakaka shata zvinotyisidzira mwana

06/10/2026

Nhai pamba paunoroja pakaita rufu unoita nguva yakareba cy uchidya navo? Ndibatsireiwo pamwe 3wks dzandava nadzo dzawandisa😹🙌

06/10/2026

Asi chii nhy 🤣🤣

02/10/2026

Better zvekuda kuita pilot zvakaperera kuEcd ndingadai ndafa imi😹🙌

02/10/2026

Zvehurukuro zvinonetsa 🤣🤣✔️

30/09/2026

Guys tavaneimwe problem itsva,,paya patobuda tichifona tiripanze,vakadzi varikusarawo vachifona varimumba😢😢😢

30/09/2026

Ana sekuru havanyepe manje 🤣🤣🤣

30/09/2026

Ndikutsvakawo musikana anondida zveshuwa, anoisawo pic rangu pagedhe ravo akanyora kuti “Beware of him,he is my boyfriend"🥱😴😴Ndikutsvakawo musikana anondida zveshuwa, anoisawo pic rangu pagedhe ravo akanyora kuti “Beware of him,he is my boyfriend"🥱😴😴

Want your business to be the top-listed Hair Salon in Gaborone?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Telephone

Website

Address


Seaview
Gaborone
4800

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Kudzie The Comedian posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Subscribe

We will notify you when anything happens in Gaborone.