Sukuru Nzou
Hallo people tiri pano kufara nekubatsirana kwete kutukana.
My friend enjoy Zulu music waiting for 30 June 😅🤣
18/06/2026
Kana uri mu South Africa kumbodzima data ,or kungotenga watsapp data hako oziva kuti hauna str€ss nezve 30 June.Unotoswera une mufaro ufunge ðŸ˜
Zimbabweans sleeping outside the Zimbabwean Consulate in Cape Town in winter temperatures running away from xenophob!c harassm€nt, hat€ and violenc€
Big boss of Ngizwe and Phakela pt 1 ðŸ˜ðŸ˜
Hallo guys like and folo my Back up page Sekuru
Hie Uncle am working as a maid here in Cape town, my boss keep this an!mal as a pet ðŸ˜
17/06/2026
Sekuru makadii henyu ndagona kubika here kahuku kechi bhoyi
17/06/2026
Sekurh makadii na Gogo ndane 1 weeks ndasvika kubva ku South Africa.Ndakatiza hangu noise dzirikuda kuitika idzi ndomumba mangu yaive takavaka ka one room kedu am happy ndine pekutangira.Ndoona kuti vanhu vakawanda vari ku S.Africa vakurambira ikoko nekuti havana pekusvikira usatarisa vanhu madzimai tidzoke kunyika kwedu
17/06/2026
Ana Chimwene vavhura hombesa ku Durban zvopera mushe here,or vakuto sumudzira mhepo is maZimba futi
Phakela in big trouble pray for this man ðŸ˜
Click here to claim your Sponsored Listing.
Category
Website
Address
Cape Town
����
