Muzukuru wamasiziba
zvinoitika Muupenyu
07/10/2026
Mumwe neumwe ngaaite zvomuiitira nekuti ukaita zvoda vanhu life yacho inenge isisiri yako.Ndoita zvondiitira☺️
Mukadzi akakosha
Iwe NDA unoromba bandit ukuzova zvoiitisa mari
Chokwadi chisingadi vakawanda
Gd morning ana I akakosha
07/10/2026
My last born happy birthday to you 🎂
Senyika ngatinamate veduwe Zimbabwe mvura ikunaya zvakaipa.Masvingo ndoyakatanga nezuro Rusape veduwe ngatinsmatire nyika.
06/10/2026
Zvaiva zvakaoma asi names vakakura vana ivava.maWidow nditeererei kana wafirwa usasiririsa vanhu nekuda kupiwa.Shanda takatootimba minda yevanhu taitowachira vanhu hembe nema Carpet. Zvikazopfuura
Invasion pazvinhu zvevanhu
Click here to claim your Sponsored Listing.
Telephone
Website
Address
199 4th Street 11th Avenue Voeclip
Hermanus
Alerts
Be the first to know and let us send you an email when Muzukuru wamasiziba posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.
