Real life real.Stories
Sharing our life style , challenges, engaging with other people
07/08/2026
Kana uchida kuona kuti unozikanwa zvokudaro chero usina mbiri asi Vanhu vachikuziva kunze uko kwaunobva zvese ne life yaunorarama ,chaunodya number yevana vako nekubasa kwemurume wako nezviri mumba mako nemadates akafa vabereki vako trust me information iyoyo vanhu vanayo ,kana uchida kuona denha munhu or vhara munhu Mari yake woiswa kuPage kwaJohn Cena aiwa me number yemakozo ekumba kwenyu zvese topihwa maV11
07/08/2026
Kana usinga Trend haubatsirwe neFacebook ingoita mbiri uone kuti maSocialites mahombe vano muposter 5 times a day ,vachinyepera Rudo ivo vachiitira engagement kuside kwavo ,toitawo vanhu varikuda rubatsiro rwakakosha haumbo wone mabig Socialites vachivaposter coz Havana mbiri hava trender , mazuvano munhu wese akumhanyidzana nemari yaSekuru not genuine love ndosaka vachimhanyisa madhiri evane mbiri,Money will kill us one day takunyanyisa kuda mari zvakapfurikidza
07/08/2026
Good morning good people it's not easy to wake up in the morning ,yes we wake up early not that we enjoy but due to the situations we are forced to go to work and hustle,i have noticed that blankets are very nice and comfortable at early morning hours ,the comfort of the blankets will make you relax and wake up at your own time ,most of us wake up coz we don't have any other choices than to go out and hustle so waking up early morning hours its painful but we wake up every day ,and we don't miss a single day at work Happy Friday
06/08/2026
Rest in Peace Bishop Juliet Chiutsi
06/08/2026
My 2 Cents hangu ,Go fund irikuda kuitirwa BawoKiki ndeyei chaizvo ,Isu tikaomerwa totora midziyo yedu totengesa kana foni chaiwo ,Saka why Kuuya paSosho medhiya nenyaya yeSona uyewo makatarisa BawoKiki vakarohwa zvingavhundutse mhuri yeZimbabwe here zvokuti pangadiwe Go fund Me ,hatisi taku abuser go fund here as Zimbabweans ,Vana Mbuya Keresenziya hamusi makutsvakawo content here nenyaya yeGofund ko seyi muchongo tsvakira vanhu vasina basa maGo fund hunyoro huno makaitira maiGuru venyika after 3 some yavo gone wrong vakanyepera kurepwa now makuda kuitira uyo wekurohwa nematsotsi vachimusiya ane Phone yake Iphone 10 , izvozvi umwe achandituka ipapa
06/08/2026
With Mimie Togisto – I'm on a streak! I've been a top fan for 2 months in a row. 🎉
06/08/2026
Maswera seyi kwange kuriseyi kumabasa ,madzoka here Kuno bhandita ,kuripa Mhosva yemadzinza ,iye akatanga nenyaya yekuti today cheziya ndiyani asi , izvezvi muviri urikuita kurwadza nekushanda ,apa kamari kacho kanopera usati wakabata muruoko
Kumwe kuzviitisa mukadzi Mukuru kusanyara kupwanya havo zvinhu zvevanhu kumatrucks akapihwa vanhu nehurumende kuti vatakure midziyo yavo iuye Kumba kuZimbabwe,Mai Avo ndokusvopwanya hanzi paStand pangu ko kuudza vanhu zvakanaka vabvise zvinhu zvavo pane kupwanya shuwa Zvaitika kuPolokwane Mankwen
06/08/2026
An early bird Catches the fattest worm Good morning good people handeyi tione vakasununguka tisati tabuda kuyenda Kuma richo
Click here to claim your Sponsored Listing.
Category
Website
Address
13078 Greenside
Polokwane
0699
