Hazero
if you want to become a lion you must begin by loosing appetite for rats ☪️
Chero mukatukana sei ukaona paiswa kajira pasi pe pillow watoregererwa😁🤣🤣
12/03/2025
The worst heartbreak 💔
09/03/2025
Ndikufunga kutengesa hangu iPhone yangu ndipe mukomana wangu mari yeFuel🤦🤣🤣
Nyaya yekuisa 3 maHearts kuStory kwemunhu haishande
Taura nyaya yako🤣🤣
06/03/2025
Chishashi🤣🤣
Ko kungoisa Oriyano paFlag yeZimbabwe 🤷
Iyo marriage pachayo yaakuda kungobhaniwa tihure tife🤷
Relationship yako ichitotapira muripakati pekuona maReels mese nemunhu wako rimwe dhimoni rawanga wakatokanganwa rinobva rangoisa message yakanzi.
“Ndakusuwa”
😭😭😭😭😭
Click here to claim your Sponsored Listing.
Contact the business
Telephone
Website
Address
Harare
Cape Town
