Inuka and Avon by Mishel

Inuka and Avon by Mishel

Share

Hi everyone! My name is Mishel Teya 💖
I’m proud to be your go-to girl for quality Avon and Inuka products.

✨ Perfumes
✨ Skincare
✨ Body care
✨ And more!

22/05/2026
22/05/2026
09/05/2026

07/04/2026

Join Inuka and enjoy the benefits of it

21/03/2026

To Buy or Join Inuka call or app on 0713474608

products
#

21/03/2026

For all your lnuka and Avon products 0713474608 ..

09/09/2024

https://chat.whatsapp.com/DCqDJf83oQr0l089ejc26U

https://whatsapp.com/channel/0029VaDjH5n545uwrQ806F0v

NANCY
WRITTEN BY Mishel Teya
0713474608
0771143385
Those varikuda kutenga LITTLE DID I KNOW shandisai number dziri padenga apo and please don’t send proof of payment kuma texts. Titende.

Episode 9 begins.

“why are you smiling ipapa Daddy hayas mungarare nebhutsu shuwa huh mazondinakidza” Ndakadaro vakabva vachitanga kunyatsoseka manje zvikanzi navo “kuseka hangu Nancy mwanangu but I am feeling very bad unoziva I don’t know why pese apa ndaisateerera zvawaitaura my Princess. Ndainyeberwa and started ignoring your complains ndaitoti hauteerere because unenge uchiti she is not your mom” Vakadaro Dad vangu ndikati “Dad please stop” Vakabva vati “okay princess” Vakabva vabuda ndikasara ndichiita my morning routine, I looked myself on a mirror ndikatozviti ‘wakanaka Nancy’ I started applying my oils nema creams acho zvinhu izvozvo zvainditorera even fifteen minutes ndichizviita. And ndozvimw zvaindiita kuti ndigeze ka 3 per day because I wanted to maintain my skin.

Tanga takanzi hedu chero ka2 but you know kana uchingoda zvinhu zvako you always do zviri extra. Pandakapedza I made my bed and send good morning text kuna Themba but last seen yake yanga iri yenezuro ndikabv andatoita hangu offline. My friends from private school kwandaidzidza had sidelined because ndanga ndakudzidza kumusha and I was okay with it. What I learnt was a true friend will stand by yourside nomatter what vamwe vese vanouya vachienda ava vanenge vagara vasiri meant to be. Themba was a very good example hapana kana one day rataitsamwidzana toswera takadaro tinenge tiri tese on the highs and lows and he was a true friend indeed. Pane umw musikana akatombofamba achitaura kuchikoro kuti inini ndanga ndakati Themba aida kutamba neni because kumba kwedu kune mari.

He asked me Themba wacho ndikamuti ndanga ndisina kumbodaro and he believed me. Ndakabva ndabuda panze. I locked my door then turned around ndikaona mai nevana vavo vachisvika ko kushamisika manje kwavaiita . Patie naNyasha ndivo vakabva vamhanya kuuya kwandaive “wamuka sei Nancy ko vakasvika nguvai”? Akadaro Patie ndikatoseka hangu “kwakanaka kundimhoresa asi ndirikuda kufa kani”? Ndakamudaro zvikanzi naNyasha “hesi hako iwe Nancy” ndikabva ndati “I am kay thanks how are you Nyasha kwanga kuriseiko kwamakarara’? Handina kana kuzombomirira mhinduro yake ndakabva ndatofamba ndichisiya varipo, mainini vakabva vandisheedza ndikaramba hangu ndakanyarara. Ndakapinda mu dinning ndikawana Daddy vasimo and I just assumed kuti vaigeza ndikabva ndatanga hangu kutsvaira yard, “Nancy ooh makeys angu unonditorera mafuta angu ekuzora mumota yangu” Vakadaro Daddy ndikabva ndarasa marara ndanga ndahora ndobva ndanotora mafuta aya. Ndakasvika kuseri ndikawana anamainini vaciri vakangomira vaitya kusvika. Pavakandiona ndakudzoka vakabva vatanga kuteera kumashure kwangu manje. Ndakasvika pa varondor ndikabva ndavatambidza, vakabva vagara pastoob yepanze bvavatanga kuzora mafuta aya manje kuita kunge vanga vasina kuona ana mainini. ‘Makadiiko shumba ko makatanga riinhi kuuya musina kutaura” Vakadaro mainini vachiendesa ruoko rwavo kuna Daddy asi havana kana kumhoreswa. Nyasha na Patie vachibva vaitirana pamwechete hanzi “makadii henyu Daddy” havana futi kudairwa ndakatomboda hangu kuseka ndikazozviti ‘Nancy behave’ “princess” Vakadaro “Dad” I replied zvikanzi navo “endaka unosheedza vaMwaita” Ndakabva ndasimuka ndikanovasheedza ndikauya navo.

Vakabva vapinda mumba avachibva vatanga kunongedzra zvese zvavaida kuti zvibuditswe panze and I noticed kuti zvavainongedzera zvanga zviri property yanga yakabva nana mainini kumba kwavo and vaisiya zvavanga vakatenga ivo. “ko shumba makuita sei” vakadaro mainini pavakaonba zvinhu zvavo zvichibuditswa panze and vanga vasina kana nyadzi munhu anga asvikirwa asipo anga achirine ,a guts ekubvunza bvunza zvisina nebasa rese. Vakabva vafamba vakanobata ruoko rwaDaddy vachibva vabvidzurirwa kure chaiko zvekuti dai vasina kubata pasi vaidonha vakabva mazino. “Nancy huyaka pano” Vakadaro mainini Dad pavanga vapinda mumba ndikabva ndavateera kuseri kwe kitchen kwavanga vaenda nana Nyasha. “chiiko chiri kumboitika” Vakadaro ndikati “ndingazivewo here ini mainini madii kuvabvunza” Pavakada kupindura Dad vakabva vandisheedza vachiti munhu wese auye ku dinning ndikabva ndafamba ndichienda ikoko ana mainini vakatanga kuteera kumashure kwangu.

Vanga vakuita kunge huku dzanaiwa manje waizombovaziva kuti ndivo vehutsinye vaya here ndakazoseka hangu pandakagumburwa nedombo hanzi mavo “sorry mwanangu” ndanga ndave mwana wavo manje. She wanted to pretend sezvavaisingoita kana Dad vauya zvekuti kana pandaizoudza Daddy maproblems angu vaitoona sendiri kunyeba because pavaiuya ndaitorambidzwa kana kubika chaiko ndagona kungonzi ‘bika tea chete pagas because skin yako haidi heat . Takapinda mumba muya vanhu vese vachibva vagara pasi “ Mr Mwaita you can go henyu munotanga kyita basa renyu hanty I shows you patiri kufanira kuiisaka” Mr Mwaita vaya vakabva vati “yes boss” Zvikanzi naDaddy “I told you not to call memuchidaro I am just like your young brother zvitori nani kunditi munin’ina” Vakadaro Dad zvikanzi navo “okay boss aaah “ Vakabva vabata muromo wavo vakatanga kuseka zvekuti Daddy vakabv avatanga kusekawo ndikaona mainini vakungosekenyeka zvekunyara nyara hameno kuti vaisekei aaah hayas.

“okay you can go now” vakabva vabuda Daddy vachibva vatora remote and played a vedio randakava sendera . Ndakatarisa mainini ndikavona vachisimuka ndisati ndatombobatanidza kuti vaienda kupi ndakapihwa mbama yandisina kunzwisisa zvekuti ndakanzwa musoro uyu uchiita kutema. “ndiwe chete hakuna umwe you are very stupid” ndakavanzwa vachidaro mainini ndikasimudza musro ndikaona Daddy vakuenda kwavaive vari. Dad vangu ndaivaziva kana vatsamwa vakamborova umwe mukomana anga andiita bullying when I was in form 2 zvekuti mukomna iyeye anga akuti akaniona ondimhoresa. Mainini vakapihwa mbama yakavadzosera pasofa pavanga vakagara vakasvika vachingoita zvekuti pfoo ipapo kunge munhu afa. “how dare you” Apa vaiti kana vatsamwa vaitanga kukakama. Vakada kuvateera kusofa kwavanga vaenda ndikabva ndasimuka ndichivabata “Dad please” ndakavadaro vakabva varega kuenda. “Mr Mwaita”! vakasheedzera Daddy vakabva vaya zvikanzi navo “huyai tibatirane mubhedha wandanga ndati mubuitse wave wenyu munoushandisa immi kana musingaudi ndoupisa” Ndakaona kuti vanga vatsamwa zvikanzi naivo Mr Mwaita vacho “no musapise henyu boss maita basa shuwa”. Daddy vakadzoka mumba “muchiri makagara” vakadaro vachibvunza ana mainini zvikanzi naivo “nhaimi zvinhu hazvitauriranwi here imi”? Daddy vakabva vati “kutaurirana kuda kuuraya mwana wangu huh usade kundipa hasha iwe hu.. iwe ukunzwaka now out netwuma puppies twako budai mumba mangu mune shavi renhamo. Wandinyebera iwewe ndichitukira mwana wangu nhema dzega dzega dzawairuka iwewe waida kuti zviitwe sei huh? Basa kungofunga bhawa get away mhan” Vakazondinakidza hangu hanzi “Nyasha simukai titange kututa zvinhu” Nyasha wacho akabva asimuka hanzi naye “inini mhamha handisi kuzodzoka kunogara muka kitchen ini ndakutoenda kumba kwemukomana wangu no” Akabva atobuda Patie wo akati neniwo aaah angagare mukamba kaya ndiani manje tisekwe nevanhu nekutsvinyira kwamaiita line rino rese izvevi manje moonekwaka makudzoka kunogara uko ndakuenda ini ndichaita ndichikushanyirai.” Akadaro achibva atobuda mwana wevanhu.

“Nancy mwanangu ndokumbirawo utare nababa vako” Vakadaro mainini vakapfugama vakabata tsoka dzangu “hauna mwana anonzi Nancy iwe vako vana ndivo vakachenama vasiya vakuritsira mashoko vakabuda avo siya mwana wangu tone get out” Mainini vakabva vandisiya vakabuda panze vakatanga kutora zvinhu zvavo vachituta nemusoro. Vaindiitira havo hutsinye but patime yacho ndakatombovanzwira tsitsi. Padakasara I cleaned the house nepese panga pabviswa property ndikapedza. Daddy akanditi I have to move zvinhu zvangu from room yekuseri kuisa muroom yanga yakanzi ndeyangu. I was so happy to get my room back because it a was so beautiful. “hauna munhu waunoziva here watingasheedze kuti abatsirane naMr Mwaita kuburitsa cage iyo kuindesa kuseri” Vakadaro Dad and munhu akatanga kuuya mu mind mangu ndi Themba hameno kuti aigona here zvese nekuda. “yes Dad I have a friend of mine anogara pazasi apo lemme go call him” Ndakabva ndatoenda kumba kwavo .

End of chapter 9

Ndokudai ❤️

kure.

chat.whatsapp.com

Want your business to be the top-listed Beauty Salon in Harare?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Category

Telephone

Website

Address


Harare